Turera yakakurumbira kunze kwenyika zvekuti matrailer parks anotanga kuvepo. Trailer park ine rimwe zita rinonzi mobile home park, zvichireva kuti vanhu vanogara mumatrailer.Uye vanhu vakawanda vari kujoina. Pano ngationei zvimwe zvakanakira nekuipira. Zvakanakira: 1.Cost.Less mari yekurojesa ivhu an...